Accessibility links

Breaking News

Muimbi Tariro neGitare Achitandadza Vanhu paMabiko eKupemberera Kupedza Zvidzidzo kweVanamuzvinabhizimisi veChikadzi muBulawayo


Muimbi Tariro neGitare Achitandadza Vanhu paMabiko eKupemberera Kupedza Zvidzidzo kweVanamuzvinabhizimisi veChikadzi muBulawayo
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:58 0:00

Muimbi Tariro neGitare achifadza vanhu pachiitiko chekupiwa magwaro kwevamwe vanamuzvinabhizimisi vechikadzi muBulawayo. Vanhukadzi ava, kusanganisira naiye Tariro, vakadzidziswa pasi pechirongwa cheAcademy of Women Entrepreneurs chinotsigirwa nemuzinda weAmerica. (Vhidhiyo naKudzanayi Musengi)

‚Äč
XS
SM
MD
LG