Accessibility links

Breaking News

Vanoona nezveKudyidzana paMuzinda weAmerica, Amai Rebecca Archer-Knepper, Vachisvitsa Zvitupa Kune Vakapedza Zvidzidzo zveMabhizimusi


Vanoona nezveKudyidzana paMuzinda weAmerica, Amai Rebecca Archer-Knepper, Vachisvitsa Zvitupa Kune Vakapedza Zvidzidzo zveMabhizimusi
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:39 0:00

Vanoona nezvekudyidzana pamuzinda weAmerica muZimbabwe, Amai Rebecca Archer-Knepper, vachisvitsa zvitupa kune vanhukadzi vari mune zvemubhizimisi vakapedza zvidzidzo pasi pechirongwa cheAcademy of Women kuMatabeleland. Chirongwa ichi chinotsigirwa nemuzinda weAmerica. (Vhidhiyo naKudzanayi Musengi)

‚Äč
XS
SM
MD
LG