Accessibility links

Breaking News

VaJoshua Malinga Vacharadzikwa Kumarinda eNational Heroes Acre muHarare neChishanu


VaJoshua Malinga Vacharadzikwa Kumarinda eNational Heroes Acre muHarare neChishanu
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:04 0:00

Bhokisi remutumbi wegamba renyika VaJoshua Malinga richipinzwa mumotokari mushure memunamato waitwa nhasi muBulawayo kuonekana nemufi. VaMalinga avo vakambove meya weguta reBulawayo vakapiwa ruremekedzo rwegamba renyika uye vachavigwa paNational Heroes Acre muHarare mangwana.

‚Äč
XS
SM
MD
LG