No media source currently available
Amai VaTapiwa Makore Jnr. vanoti mutongo wedare wakanaka asi vachozorora chete kana musoro wemwana wavo wawanikwa. Mwana wavo akaurayiwa kwaMurehwa muna 2020. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.)
Govanai