No media source currently available
Mumiriri weUzumba muparamende, VaSimbaneuta Mudarikwa veZanu PF, vanoti mari dzinobhadharwa nevanoda kuita nhengo dzeparamende dzinofanira kuderedzwa asi dzevanoda kuita mutungamiriri wenyika dziwedzerwe. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.)
Govanai