Accessibility links

Breaking News

Muzvare Chiedza Mavhongo veBato reZanu PF Vofadzwa neMabasa Ari Kuitwa neMutungamiri weNyika VaMnangagwa


Muzvare Chiedza Mavhongo veBato reZanu PF Vofadzwa neMabasa Ari Kuitwa neMutungamiri weNyika VaMnangagwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:31 0:00

Vachitaura pamusangano wavaita nevechidiki vebato ravo vari kuvhota kekutanga gore rino warongwa neboka reYoung Women 4 ED munhandare yeMucheke kuMasvingo, Muzvare Chiedza Mavhongo vanove sachigaro vebazi reSingle Mothers 4 ED vati vari kufara nemabasa ari kuitwa nemutungamiri wenyika.

‚Äč
XS
SM
MD
LG