Accessibility links

Breaking News

Dare rePamusorosoro reConstitutional Court Ropa Dare reParamende Vhiki Rimwe Chete Kuti Ritarise Mutemo weZEC Unotara Mari dzeSarudzo


Dare rePamusorosoro reConstitutional Court Ropa Dare reParamende Vhiki Rimwe Chete Kuti Ritarise Mutemo weZEC Unotara Mari dzeSarudzo
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:11 0:00

Dare repamusorosoro reConstitutional Court rapa dare reparamende vhiki rimwechete kuti ritarise mutemo wakaiswa muna2022 unotara mari dzichabhadharwa nevachada kuzokwikwidza musarudzo dziri kuitwa muna Nyamavhuvhu gore rino.

‚Äč
XS
SM
MD
LG