Accessibility links

Breaking News

Mutungamiriri weBato Rinopikisa reDUZ, VaRobert Chapman, Vokurudzira Veruzhinji Kuti Vavhotere Vatungamiri Vachakwanisa Kumutsa Hupfumi


Mutungamiriri weBato Rinopikisa reDUZ, VaRobert Chapman, Vokurudzira Veruzhinji Kuti Vavhotere Vatungamiri Vachakwanisa Kumutsa Hupfumi
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00

Mutungamiriri webato rinopikisa reDemocratic Union of Zimbabwe kana kuti DUZ VaRobert Chapman vaudza vatori venhau nhasi muHarare kuti musarudzo dzegore rino, vavhoti vanofanirwa kuvhotera vanhu vanomutsa nyika yavati yananga kumawere.(Vhidhiyo ina Rutendo Mawere.)

XS
SM
MD
LG