Vamwe Vabereki Vanoti Havana Zvikwanisiro Zvinodiwa neVana paZvidzidzo zveCALA
Mumwezve mubereki ada kungozivikanwa nekuti Amai Tendai, vati pamusoro nekuda kwekuti zvikwanisiro zviri kunetsa, kunyanya pakuita zvidzidzo zveCALA, dzidzo iriko inoda kuti vana vagare vachiita tsvakurudzo pamadandemutande vachiti vave kusangana nezvimwe zvisineyi nedzidzo.Vhidhiyo: Rutendo Mawere.
Zvikamu
-
Chivabvu 26, 2023
Vhidhiyo Yekuona- Victor Zivanai
-
Chivabvu 24, 2023
Zvimwe Zvizvarwa zvekuSudan Zvotiza Hondo muNyika Iyi