Mauto emuAmerica nezuro akadonhedza chibharumu chekusora chainge chatumirwa neChina icho change chave nemazuva akawanda chichitenderera mumatunhu akawanda emuAmerica. Asi China inoti chibharumu ichi chainge chakakura kunge mabhazi matatu chaishandiswa munyaya dzekuongorora zvemamiriro ekunze kunyangwe yakatenda kuti chaisafanira kupinda muAmerica. China yavimbisa kutora matanho kutsiva zvaitwa neAmerica izvi. Asi America inoti China iri kutsvaga kuisvokosva.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona