Accessibility links

Breaking News

Morocco Yopinda Muchikamu cheChipiri kuWorld Cup Iri Pamusoro peGungano Rayo Uye Isina Kana Kukundwa


Morocco Yopinda Muchikamu cheChipiri kuWorld Cup Iri Pamusoro peGungano Rayo Uye Isina Kana Kukundwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:52 0:00

Morocco yave nyika yechipiri kubva kuAfrica kupinda muchikamu chechipiri chemakwikwi eFIFA World Cup mushure mekurova Canada 2-1 nhasi. Senegal ndiyo yakatanga kupinda muchikamu chechipiri ichi. kana kuti Round of 16. #Morocco #worldcup #worldcup2022

XS
SM
MD
LG