Mumwe muzvinabhizimusi wekuHwange, Amai Elizabeth Valerio, nhasi vaparura bato ravo rezvematongerwo enyika muHarare vachikurudzira nyika dzekunze kuti dzione kuti sarudzo dzegore rinouya dzaitwa zviri pachena.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro