No media source currently available
Mukuru weCivil Protection VaJonathan Nkomo vanoti hurumende ichabatsira kuvigwa kwaVaWellington Bere avo vakafa pamugodhi weRan Mine vachiedza kubatsira kufukunura vanhu vakadhirikirwa nemugodhi vanodarika makumi matatu.
Govanai