No media source currently available
Vatsigiri veMDC Alliance varatidzira panze pemuzinda weZimbabwe vanosanganisira murongi wemabasa VaTaurai Mavhoko vati chapa kuti hupfumi hwenyika huende kumawere inyaya yekutyorwa kwekodzero dzevanhu nehurumende yaVaMnangagwa.
Govanai