Mutungamiri weMDC Alliance VaChamisa Vokurudzira Musangano weChimbichimbi naVaMnangagwa Kuti Zvinhu Zvigadzirisike muNyika
Mutungamiri webato reMDC Alliance VaNelson Chamisa vati pane mukana wekuti vezvematomgerwo enyika vataurirane kuti zvinhu zvigadzikane uye kuti masoja mapurisa pamwe nevasori vaite basa ravo nemazvo kwete kushungurudza vanhu.Vange vari kuMagunje kuMashonaland West pakuvigwa kwa,Amai Miriam Mushayi.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum