Madzimai ekuMashonaland West Anoti Haasati Apihwa Rubatsiro rweMari yeCovid-19
Madzimai emudunhu reMashonaland West anoti haasi kufara kuti hapana mari yati yabviswa nehurumende kuitira kuti iyamure vanhu munguva ino yekuvharwa kwenyika nekuda kwechirwere cheCovid-19. Amai Sithembiso Nyoni vaudzwa na Amai Marther Munondo veZanu PF muChinhoyi mamiriro akaita zvinhu.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
Facebook Forum