No media source currently available
Vaimbove chipangamazano chemutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa, VaChris Mutsvangwa vanobvuma kuti pane huori hukuru huri kuitika muhurumende uye bato reMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa yave kuparara. Vhidhiyo ina Nunurai Jena.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum