No media source currently available
Vagari vekwa Kutama vanonzi vakamirira kusvika kwemutumbi waVaMugabe kwaZvimba ku Mashonaland West. Mutumbi waVaMugabe uri kutarisirwa kusvika munyika neChitatu masikati uchibva kuSingapore kwavakashaikira.
Govanai