VaJob Sikhala Vovharirwa Mutirongo kuBikita
Mutungamiriri wechikwata chemagweta aVa Sikhala, VaAleck Muchadehama, vange vaisa chikumbiro mudare chekuti vabudiswe mutirongo nekuti mapurisa akatyora mutemo unovasungira kuti vaendese musungwa mudare redzimhosva mukati memaawa makumi mana nemasere kubva panguva yakasungwa mupari wemhosva.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum