No media source currently available
Mumiriri weRwanda muZimbabwe, VaJames Musoni,vanoti sekuona kwavo Zimbabwe inogona kufamba negwara rakafamba neRwanda kana vanhu vese vakatevedzera gwara rehurumende rekusimudzira hupfumi nemagariro evanhu reVision 2030.
Govanai