Amai Oppah Muchinguri Kashiri Vachitaura Vakamirira VaMnangagwa
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa, vatadza kuenda kunobatana nevamwe kumusangano wenhaurirano wakokerwa nevemachechi asi vatumira nhumwa yavo uye vari sachigaro weZanu PF, Amai Oppah Muchinguri Kashir,i kuti vavamirire pamusangano uyu uyo wapindwawo nemutungamiri weMDC, VaNelson Chamisa.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum