Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica ne Canada Zvosangana naVaMnangagwa kuNewYork

Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica ne Canada Zvosangana naVaMnangagwa kuNewYork
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:41 0:00

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zvinogara kuAmerica neku Canada zvakasangana nemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, kuNewYork nemusi weSvondo pamusangano wekutaura nezvehwaro hwavo nevanogara kunze kwenyika.

XS
SM
MD
LG