No media source currently available
Natasha Rutanhira, muzukuru wamuchakabvu VaGeorge Rutanhira auyawo kuNational Heroes Acre kuzoona pakaradzikwa sekuru vake vanova rimwe remagamba akavigwa panzvimbo iyi. Nyaya ina Kiri Mudzamiri.
Govanai