MDC Alliance Inotungamirwa naVaNelson Chamisa Yoita Musangano kuMasvingo
Vachitaura pamusangano uyu VaChamisa avo vakamboratidza kuti vanogona kubuda musarudzo vachipomera ZEC ne Zanu PF mhosva yekusabata sarudzo zvakanaka vati VaMnangagwa ndivo vangatoramwa sarudzo nekuti havana rutsigiro. Vatsigiri vaVaChamisa votaura kuti seyi vachivatsigira. Nyaya ina Gandri Maramba.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum