Accessibility links

Breaking News

Vamwe veChidiki veZanu-PF Vonakurira VaMugabe Nyoka Mhenyu Vachiti Vakauraya Hupfumi hweNyika

Vamwe veChidiki veZanu-PF Vonakurira VaMugabe Nyoka Mhenyu Vachiti Vakauraya Hupfumi hweNyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:46 0:00

Dzimwe nhengo dzeZanu-PF dzinoti matambudziko ose ari munyika akakonzerwa nevaimbova mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe nechikwata cheG40. Nhengo yeZanu-PF VaTafadzwa Mugwadi vanoti VaEmmerson Mnangagwa vari kuzorwa mafuta enguruve yavasina kudya panyaya yekuvharwa kwemabhizimisi munyika.

XS
SM
MD
LG