Accessibility links

Breaking News

Mabatirwo eVaTapi veNhau Ozeyewa


Mabatirwo eVaTapi veNhau Ozeyewa
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:55 0:00

Nhepfenyuro yeVoice Of America nhasi yabatana nesangano reCommittee To Protect Journalists pamusangano waitwa muWashington DC wokuzeya zviri kutarisana nevatapi venhau mumabasa avo. Blessing Zulu weStudio7 mumwe weavo vange vari pamusangano uyu uye abvunza nezve mabatirwo evatapi panguva yesarudzo.

XS
SM
MD
LG