Accessibility links

Breaking News

Zodwa WaBantu Ofadza Vazhinji Pamutambo Wakaitirwa kuVirginia muAmerica


Zodwa WaBantu Ofadza Vazhinji Pamutambo Wakaitirwa kuVirginia muAmerica
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:00 0:00

Zodwa WaBantu wekuSouth Africa akafadza zvizvarwa zveZimbabwe, South Africa, Namibia, Botswana, Nigeria nedzimwe nyika zvaive pamutambo wakaitwa muVirginia nemusi weMugovera. Mutambo uyu wakarongwa na DJ Tau vekuZimbabwe avo vakakokazve vanoridza mimhanzi vanoti DJ Bongz-SA, DJ Mandla na M.C. Bonde.

XS
SM
MD
LG