Accessibility links

Breaking News

Zvinhu Hazvina Kumira Zvakanaka muZvipatara zveHurumende


Zvinhu Hazvina Kumira Zvakanaka muZvipatara zveHurumende
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:37 0:00

VaInnocent Mazise vanga vachibva mukuona murwere wavo vashora hurumende nekutora danho rekudzinga vana mukoti vari kuramwa mabasa. VaMazise vati hurumende inofanirwa kutarisisa zvichemo zvaana mukoti kwete kutonga nedemo. Nyaya ina Patricia Mudadigwa.

XS
SM
MD
LG