Accessibility links

Breaking News

Zuva reChirwere cheRurindi Rocherechedzwa muDzivaresekwa muHarare


Zuva reChirwere cheRurindi Rocherechedzwa muDzivaresekwa muHarare
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:25 0:00

Zimbabwe yabatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva rechirwere cherurindi kana kuti World TB Day pahurongwa hwaitirwa kuDzivaresekwa muHarare. Vachitaura pahurongwa hweWorld TB Day gurukota rezvehutano Dr David Parirenyatwa vati vanhu vanofanirwa kubatana mukurwisa chirwere ichi.

XS
SM
MD
LG