No media source currently available
Vana chiremba vanoti vacharamba vachiratidzira kudzamara hurumende yanyorerana navo pasi zvose zvairi kuvimbisa. Tipeiwo pfungwa dzenyu nezvirikuitika izvi? Nyaya ina Patricia Mudadigwa.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum