Accessibility links

Breaking News

Rusarura rweMarudzi, Nyaya yeMinda Ndezvimwe Zviri Pamusoro peHurongwa hweMutungamiri weSouth Africa Mutsva

Rusarura rweMarudzi, Nyaya yeMinda Ndezvimwe Zviri Pamusoro peHurongwa hweMutungamiri weSouth Africa Mutsva
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:14 0:00

Mushure mekusangana nemutungamiri wenyika VaEmmerson Manangagwa, mutungamiri weSouth Africa VaCyril Ramaphosa vakati vane chivimbo chekuti nyika yavo inokwanisa kubuda mumutemo waimbotonga nyika yavo werusarura rwemarudzi we apartheid, uye kugadzirisa nyaya yekugoverwa kwevhu kwakaenzana.

XS
SM
MD
LG