Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa zveZimbabwe Zvopemberera Kusiya Chigaro Kwevaimbove Mutungamiri Wenyika VaMugabe


Zvizvarwa zveZimbabwe Zvopemberera Kusiya Chigaro Kwevaimbove Mutungamiri Wenyika VaMugabe
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:20 0:00

Zvizvarwa zveZimbabwe zvopemberera kusiya chigaro kwevaimbove mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe. Vazhinji vanoti varikutarisira kuti hurumende itsva ichasandura zvinhu kuti vakwanise kudzokera kumusha. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG