Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri weBato reZimbabwe Partnership For Prosperity Va Blessing Kasiyamhuru Vanoti Bato Ravo Harisi Kuzobatana Nemamwe Musarudzo


Mutungamiri weBato reZimbabwe Partnership For Prosperity Va Blessing Kasiyamhuru Vanoti Bato Ravo Harisi Kuzobatana Nemamwe Musarudzo
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:39 0:00

Mutungamiri webato idzva rinopikisa reZimbabwe Partnership For Prosperity (ZIPP), Va Blessing Kasiyamhuru vanoti bato ravo harisi kuzobatana nemamwe mapato anopikisa musarudzo dza2018. VaKasiyamhuru vanotaura nezvinomirira bato ravo uye kuti vari kuvimbiseyi vanhu muna 2018.

XS
SM
MD
LG