Vabereki veVana Vane Hurema kuChipinge Vofarira Chikoro Chinotora Vana Vanorarama Nehurema
Vabereki vane vana vane hurema kuChipinge vanoti kuenda kuchikoro kwava kuitwa nevana vavo kuri kurerutsa mutoro wavo. Chikoro cheBig Tree Primary School ndicho chikoro chega mudunhu reChipinge chinotora vana vane hurema hwakasiyana-siyana. Patricia Mudadigwa weStudio7 anotipa nyaya iyi.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum