Accessibility links

Breaking News

Vakawanda Votaura Pamusoro peZvibvumirano zvaVa Tsvangirai neMamwe Mapato


Vakawanda Votaura Pamusoro peZvibvumirano zvaVa Tsvangirai neMamwe Mapato
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:09 0:00

Zvichitevera kunyoreranwa kwakaitwa zvibvumirano zvekushanda pamwe munyaya dzesarudzo kwakaitwa naVaTsvangirai, Amai Joice Mujuru, pamwe naVaWelshman Ncube, vanoongorora zvematongerwo enyika vanoti vamirira kuona kushanda kuchaita zvibvumirano izvi.

XS
SM
MD
LG