Accessibility links

Breaking News

Vatsigiri vePeji reVOA Shona PaFacebook Votaura Pfungwa Dzavo Pamusoro Pemutero Mutsva WeVAT


Vatsigiri vePeji reVOA Shona PaFacebook Votaura Pfungwa Dzavo Pamusoro Pemutero Mutsva WeVAT
please wait

No media source currently available

0:00 0:06:25 0:00

Vatsigiri vepeji reVOA Shona paFacebook vari kushora hurumende nemutero mutsva we15% VAT uyo wakadzikwa pachikafu muchinguva chapfuura. Vazhinji vanoti hurumende inofanirwa kunzwira vanhu tsitsi sezvo mari irikunetsa kuwana, uye kusina mabasa, izvo zvoita kuti vanhu vazhinji vanonge svosve nemuromo.

XS
SM
MD
LG