No media source currently available
Chizvarwa cheZimbabwe VaNjabulo Moyo vanoti varikufadzwa nechirongwa chavakafambira kuAmerica che Community Solutions icho chakavapa mukana wekushanyira dzvimbo zhinji munyika iyi. VaMoyo vanoti vachashandisa ruzivo rwavakawana muno muAmerica kubatsira vechidiki pavachadzokera kumusha.
Govanai