Accessibility links

Breaking News

Amai Thokozani Khupe Ve MDCT-T Vanoti Kukundwa KwaAmai Clinton Kwakada Kufanana Nekudyiwa Kwava Tsvangirai Muna 2008

Amai Thokozani Khupe Ve MDCT-T Vanoti Kukundwa KwaAmai Clinton Kwakada Kufanana Nekudyiwa Kwava Tsvangirai Muna 2008
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:39 0:00

Amai Thokozani Khupe mumwe wevatevedzeri wemutungamiri webato reMDC-T vanoti kukundwa kwakaita Amai Hillary Clinton musarudzo dzemuUSA kwakada kufanana nekukundwa kwaVaMorgan Tsvangirai muna 2008 apo vakawana mavhoti akawanda kukunda VaRobert Mugabe asi havana kuzotonga sezvo vasina kusvika pa50.1%.

XS
SM
MD
LG