VaJohn Mangudya Vanotaura Pamusoro PeMabond Notes Arikutarisirwa Kutanga Kushandiswa Munyika Kupera Kwemwedzi Uno
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Gavhuna webhanga renyika VaJohn Mangudya vanoti hapana kudzokera kumashure pachirongwa chekuparura mari yemabond notes mwedzi uno. VaMangudya vakataura mashoko aya kumucheto wemisangano yepagore ye IMF ne World Bank muWashington DC.Ngatizweyi hurukuro yavakaita naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7