No media source currently available
Musangano weWomen of Dominion International wapinda muzuva repiri muguta reCincinnatti ku Ohio. Musangano uyu, uyo wakatanga neChina uye uchipera neSvondo, unobatanidza madzimai emadzisvondo akasiyana siyana. - Praxedes Jeremiah