Ini ndini Marvellous Mhlanga Nyahuye ndichiti heinoi misoro yenhau dzanhasi…Muvhuro, Ndira, 25, 2016
VaMutseyami vanoti pari zvino vari kutsvaga rubatsiro kubva kumasangano akazvimirira kuitira kuti vabatsire vagari vemunzvimbo iyi.
Kanzuru yehHarare iri kukurudzira vagari ve vemudzimba dzevashoma vakavaka dzimba dzavo zvisina mvumo yekanzuru kuti vanofanira kugadzirisa ma plans ezvivakwa zvavo zvisati zvaputswa.
Vanoona nezvekufambiswa kwemashoko musangano iri, Muzvare Esther Masunda, vanoti nyika inoda ropa rinosvika zviuru makumi matanhatu nezvishanu zvemayunitsi gore rino.
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzanhasi Muvhuro, Ndira 18, 2016
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzanhasi Chishanu, Ndira 15, 2016
Zimbabwe Cricket yadoma zvakare VaMarvan Atapattu avo vaimbove murairidzi wechikwata che Sri Lanka, semumwe wevarairidzi vatsva.
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino Misoro yeNhau – Chishanu, Zvita 08, 2016
Vagari vekuChitungwiza nemasangano akazvimirira vashora zvakadzama muitiro wemapurisa wakasiya vanhu vakawanda vakuvara neChipiri.
Yanga iri bata murefu bata mupfupi muChitungwiza neChipiri apo vatyairi vemakombi vange vachirwisana nemapurisa.
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzanhasi – Muvhuro, Ndira 4, 2016
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino Misoro yeNhau Dzedu Dzanhasi – Chishanu, Ndira 1, 2016
Nhengo nhatu dzesangano reRural Teachers Union Of Zimbabwe dzamiswa pamberi pedare kumbare nhasi mushure mekuchengetedzwa nemapurisa nezuro kuKuwadzana police station.
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzanhasi Muvhuro, Zvita 28, 2015.
Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zvinoti zviri kushuwira kuti dayi zvange zviri kumusha panguva ino yekisimusi.
Gore rega rega kanzuru inoshandisa chirongwa chehomwe yameya kutsvaga mbatya nechikafu kune vane tsiye nyoro zvinozopihwa vanoshupika.
Vatsigiri venhabvu vazhinji vari kutarisa nemaziso matsvuku kuti chiyi chiri kuitika kusangano re Zimbabwe Football Association panyaya dzerutsigiro rwemari.
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzanhasi Muvhuro, Zvita 21, 2015
Ini Ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye Ndichiti Heyino Misoro yeNhau, Dzanhasi Zvita 18, 2015
Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heinoi misoro yenhau dzanhasi…Muvhuro Zvita, 14, 2015.
Rodhai zvimwe