Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Zvizvarwa zveZimbabwe Zvoita Mabiko Pamuzinda WeZimbabwe muAmerica


Zvizvarwa zveZimbabwe Zvoita Mabiko Pamuzinda WeZimbabwe muAmerica
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:53 0:00

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica izvo munguva yapfura zvaigaro ratidzira zviri pamuzinda weZimbabwe uri muWashington nezuro manheru zvakabatana nevashandi vepamuzinda uyu mukuita mabiko ekupembera kubva pachigaro kwaVaRobert Mugabe kuchipinda VaMnangangwa. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG