Accessibility links

Breaking News

Mumwe Mudzimai Orima Zvirimwa Zvake Achizvitengesa Panguva Iyo Mvura Isiri Kunaya


Mumwe Mudzimai Orima Zvirimwa Zvake Achizvitengesa Panguva Iyo Mvura Isiri Kunaya
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:07 0:00

Mumwe Mudzimai wemu Zimbabwe, Muzvare Venensia Mukarati, vari kufara nebhizimusi ravari kuita mugadheni mavo umo vari kurima zvirimwa zvavari kutengesa panguva iyo vanhu vazhinji vakatarisana nekusanaya kwemvura mwaka uno. Mutori wenhau Sisipho Skweyiya anotipa nyaya iyi.

XS
SM
MD
LG