Accessibility links

Breaking News

Hurumende Yodzikisa Mutengo Wehupfu


Hurumende Yodzikisa Mutengo Wehupfu
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00

Hurumende nhasi yadzikisa mutengo wehupfu senzira yekubatsira veruzhinji avo vakatarisana nenhamo inotyisa yekushaya mari nechikafu. Mutengo wemakirogiramu gumi ehupfu hweRoller Meal wadzika kubva pamadhora anodarika zana neanoraudzira kusvika pamakumi mashanu emadhora. Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.

XS
SM
MD
LG