Accessibility links

Breaking News

Vana Chiremba Voenderera Mberi Nekuratidzira


Vana Chiremba Voenderera Mberi Nekuratidzira
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:37 0:00

Vana chiremba vakuru musangano reSenior Hospital Doctors Association vatangawo kuramwa mabasa nhasi vachibatana navanachiremba vadiki vari musangano reZimbabwe Hospital Doctors Association, izvo zvasiya varwere vakawanda vari parumananzombe.

XS
SM
MD
LG