Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Amai Nkala weCamfed Vachitaura Pakuparurwa kweMabhasikoro neBritain


Amai Nkala weCamfed Vachitaura Pakuparurwa kweMabhasikoro neBritain
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:48 0:00

Mutungamiri weCamfed, Amai Faith Nkala, vati vanasikana vazhinji munyika vari kufamba nzendo dzakareba kuenda kuchikoro vari kusangana nematambudziko akawanda pavanenge vachienda kuchikoro zviri kuzopedzisira zvaita kuti vana ava vasadzidze zvakanaka.

XS
SM
MD
LG