Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

VaIgnatius Chombo Vodzoserwa Muhusungwa


VaIgnatius Chombo vadzorerwa kuchitokisi mushure mekurambwa kwechikumbiro chegweta ravo VaLovemore Madhuku chekuti vaburitswe muhusungwa. VaChombo vadzoserwa muhusungwa kusvika neMuvhuro apo chikumbiro chavaMadhuku chekuti vabvise mari yechibatiso chichanzwikwa. (Video - Godwin Mangudya.)

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG