Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

VaJob Sikhala Vovharirwa Mutirongo kuBikita


VaJob Sikhala Vovharirwa Mutirongo kuBikita
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:22 0:00

Dare redzimhosva rekuBikita ravharira mutirongo mutevedzeri wasachigaro weMDC, uye vari mumiriri weZengeza West muparamende, VaJoba Sikhala, mushure mekuramba kutambira chikumbiro chekuti VaSikhala vatongwe vachibva kumba kwavo.

XS
SM
MD
LG