Accessibility links

Breaking News

Mutevedzeri waSachigro weMDC VaJob Sikhala Vanopihwa Mukana Wekubvisa Mari Yechibatiso


Mutevedzeri waSachigro weMDC VaJob Sikhala Vanopihwa Mukana Wekubvisa Mari Yechibatiso
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:45 0:00

Munyori mukuru webato reMDC, VaCharlton Hwende, avo vange vari padare pamwe chete ne chaunga che vatsgiri vebato ravo vati vanotambira nemufaro kuti mumwe wavo apuhwa mukana wekutongwa achibva kumba. Nyaya ina Gandri Maramba.

XS
SM
MD
LG