Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Amai Vimbai Tsvangirai Java Vorangarirwa


Amai Vimbai Tsvangirai Java Vorangarirwa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:32 0:00

Mhuri yeMDC yoenderera mberi ichionekana naAmai Vimbai Tsvangirai Java avo vari kutarisira kuradzikwa mangwana kuGlen Forest Memorial Park. Apostle Java murume wemuchakabvu achitaura muHarare nhasi.

XS
SM
MD
LG